Vachitaura pamusangano uyu, uyo waitirwa paState House muHarare, mutungamiri wenyika uye vari sachigaro wekomiti iyi, VaEmmerson Mnangagwa, vati zvakakosha kuti muMozambique muve nerunyararo vachiti chitororo chiri kuitwa ikoko chinogona kukonzera kusagadzikana mudunhu reSADC pamwe nepasi rose.