PTUZ iri kukurudzira nhengo dzayo kuti dzisashanda kusvika dzanzwa zvichabuda mumusangano wemari uchaitwa neChina
Vatsigiri venhabvu vanorwadzikana nekushaya kwaVaSifelani
Gweru ichandisa mari inoita US$15,58 million gore rinouya
Sangano rePlan International Zimbabwe rinoti masangano anobatsira ava kusimbaradza nyaya yekusimbaradza varimi
Vanhu vakawanda vanoti havasi kuziva nezvekunyorwa kwebumbiro idzva
Iran ndiyo nyika yekunze ine makambani akawanda akaenda kuZITF gore rino
Gurukota rezvevashandi vehurumende, VaEliphas Mukonoweshuro, vanoti hurumende haina mari iri kudiwa nevashandi.
VaMugabe vanoti havasi kudzokera shure pane zvavakaita
Vanhu Vashoma Vanovhota muGweru, Mutare
Kunyange hazvo munyika manga muine runyararo kuUniversity of Zimbabwe nekuGlen View kwamboita zhowe zhowe