VaMutsvangwa nevamwe vavo vari kupomerwa mhosva yekusaremekedza mutungamiri weyika VaRobert Mugabe nemudzimai wavo Amai Grace Mugab
Munyori mukuru muMDC-T VaDouglas Mwonzora vaudza Studio 7 kuti vanhu vakawanda vakauya pamusangano wakaitirwa paNgundu Growth Poi
VaMugabe vanonzi parizvino havana kuda kutora divi pane zviri kuitika izvi. Asi bepanhau reHerald rinonzi rakashorwawo richinzi riri kukonzera kusawirirana mubato.
Mumiriri weHurungwe East mudare reparamende amai Sarah Mahoka vatiwo VaMnangagwa havafanire kuita kunge dhakisi vachitadza kutsiura vatsigiri vavo avo vanzi vave kunetsa vamwe vatsigiri mubato nenyaya yekuda chigaro.
Bazi remadzimai raronga mabhazi gumi nemana kuti atakure vanhu kuenda kuHarare neChitatu.
Muzvinafundo Lovemore Madhuku vanoti zviri kuitwa naVaChinyoka kupedzera hoko padehwe retsindi.
Vamwe vakarwa hondo vari kupika kuti gurukota rezvedzidzo yepamusoro vaJonathan Moyo negurukota rezvematunhu VaSaviour Kasukuwere havasi kuzobvumidzwa kupinda mumisangano yebato.
WFP yainge yati ichabatsira vanhu vanopfuura zviuru mazana masere munyika asi inogona kuwedzerwa huwandu uhu.
Hurumende yeAmerica yabvisa mabhanga maviri anoti reAgribank nere International Development Bank of Zimbabwe pazvirango zvakatemerwa makambani nevamwe vari muhurumende yeZanu-PF kusanganisira mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe.
Bhanga reWorld Bank rinoti hupfumi hweZimbabwe huchakwira gore rino ne 1,5% chete kwete 2, 7% sezvakataurwa negurukota rezvemari, VaPatrick Chinamasa.
Sangano remagweta reZimbabwe Lawyers for Human Rights nemagweta akawanda munyika uye vemapato anopikisa vanoti kusungwa kwemuchuchusi mukuru wenyika kunotyora bumbiro remitemo.
Sangano reZimbabwe Coalition on Debt and Development rinoti Zimbabwe iyo ine nzara inotyisa uye iri kutadza kubhadhara vashandi haifanire kungomhanyirira kuti iri kuda kubhadhara zvikwereti vanhu vachinonga svosve nemuromo.
Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vakadzoka munyika nemusi weSvondo kubva kumusangano we African Union uko mashoko avo ekuti United Nations Security Council ivandudzwe kana kuti Africa yobuda zvayo okonzera mutauro munyika nekunze.
Kunetsana uku kwakabuda zvekare neChina apo gurukota rezvedzidzo yepamusoro soro , VaJonathan Moyo, vakakandirana makobvu nematete nemunyori mubazi rezvekuburitswa kwemashoko, VaGeorge Charamba.
Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, nemutungamiri we Equatorial Guinea, VaTeodoro Obiang Nguema Mbasogo, vave nehushamwari hwebhande nebhurugwa.
Masangano matatu anoona nezvekodzero dzevanhu pasi rose aburitsa magwaro akasiyana pamusoro pemamiriro akaita zvinhu muZimbabwe munyaya dzekodzero.
Biometric inoshandisa mboni yeziso kana runyoro rwemunwe kana kuti finger prints pakuvhota.
Mutungamiri wesangano reRTUZ VaObert Masaraure avo vati nyaya yekusabhadhara varairidzi kana vana vafoira haina nematuro ose.
Makanzura gumi nemasere ekanzuru yeGweru akambomiswa basa muna Nyamavhuvhu wegore rapera vachipomerwa nyaya yekutadza kuita mabasa avo nemazvo uye huwori.
Bazi reUnited Nations World Tourism Organization raburitsa gwaro riri kuratidza kuti Zimbabwe iri kuita zvinotarisirwa chaizvo munyaya dzekukwezva vashanyi.
Rodhai zvimwe