Vaimbova mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, havasi kuzoradzikwa kumarinda eHeroes Acre mushure mekutadza kuwirirana pakati pehurumende nemhuri yavo. Mhuri yaVaMugabe yarambawo kuzivisa veruzhinhi kuti vacharadzikwa kupi uye riini.
Muzukuru mukuru waVaMugabe, VaLeo Mugabe, vachitaura vakamirira mhuri yekwaMugabe pamusoro pekuradzikwa kwaVaMugabe.
Imwe hama yemudzimai wevaimbove mutungamiri wenyika, Amai Grace Mugabe, inoti yakawana rubatsiro kubva kuna VaMugabe vachiri vapenyu.
Mumwe wevaroora vemudzimai wevaimbove mutungamiri wenyika, Amai Grace Mugabe, anoti VaMugabe vaive gamba.
Vamwe vatsigiri vebato reZanu PF voenda kunotambira mutumbi waVaMugabe. Nyaya ina Blessing Zulu.
Mutumbi waVaMugabe wasvika muHarare nhasi uchiperekedzwa nemudzimai wavo Amai Grace Mugabe avo vange vakafuka jira dema. Asi kunyangwe mutumbi uyu wasvika nhasi hapana zvekare kuziviswa kuti ucharadzikwa kupi. Vamwe sekuru vange vari pachiitiko ichi vanotipa pfungwa dzavo. Nyaya ina Blessing Zulu.
Mutumbi waVaMugabe wasvika muHarare nhasi uchiperekedzwa nemudzimai wavo Amai Grace Mugabe avo vange vakafuka jira dema. Asi kunyangwe mutumbi uyu wasvika nhasi hapana zvekare kuziviswa kuti ucharadzikwa kupi. Mumwe murume ange ari pachiitiko ichi anotipa pfungwa dzake. Nyaya ina Blessing Zulu.
Mutumbi waVaMugabe wasvika muHarare nhasi uchiperekedzwa nemudzimai wavo Amai Grace Mugabe avo vange vakafuka jira dema. Asi kunyangwe mutumbi uyu wasvika nhasi hapana zvekare kuziviswa kuti ucharadzikwa kupi. Mumwe mudzimai ange ari pachiitiko ichi anotipa pfungwa dzake. Nyaya ina Blessing Zulu.
Vamwe Vatsigiri ebato reZanu PF votoura chikonzero chiita kuti vaende kunotambira mutumbi waVaRobert Mugabe. Nyaya ina Blessing Zulu.
Vamwe vatsigiri vebato reZanu PF voenda kunotambira mutumbi waVaMugabe. Vamwe vanage vari pachiitiko ichi voimba. Nyaya ina Blessing Zulu.
Mutumbi waVaMugabe wasvika muHarare uchiperekedzwa nemudzimai wavo, Amai Grace Mugabe, avo vange vakafuka jira dema.
Makurukota ehurumende VaSibusiso Moyo, Amai Monica Mutsvangwa naVaObidiah Moyo vachitaura nevatori venhau muHarare. Nyaya ina Blessing Zulu.
Makurukota ehurumende, VaSibusiso Moyo, Amai Monica Mutsvangwa naVaObidiah Moyo vachitaura nevatori venhau muHarare.
Kuramwa mabasa kwavanachiremba munyika kwapinda muzuva retatu nhasi kunyangwe hurumende iri kuti kutanga nezuro nanhasi yange ichipa vashandi mari yekubatsirikana.
Kusaenda kubasa kwavanachiremba kwave kupararira kuzvipatara zvakawanda munyika sezvo pasina nhaurirano dziri kuitwa nehurumende kugadzirisa nyaya iyi.
Mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vasvika muSouth Africa kumusangano weWorld Economic Forum on Africa uri kuitirwa kuCape Town.
Zvinhu zvaita manyama amire nerongo kuSouth Africa kunonzi nezvizvarwa zvekunze kwaberekera ingwe sezvo zviri kurwisa nevanofungidzirwa kuti zvizvarwa zveSouth Africa vachinzi vabude munyika iyi.
Rodhai zvimwe