Accessibility links

Breaking News

Vamwe Vatsigiri Vebato reZanu PF Voenda Kunotambira Mutumbi waVaMugabe


Vamwe Vatsigiri Vebato reZanu PF Voenda Kunotambira Mutumbi waVaMugabe
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:45 0:00

Mutumbi waVaMugabe wasvika muHarare nhasi uchiperekedzwa nemudzimai wavo Amai Grace Mugabe avo vange vakafuka jira dema. Asi kunyangwe mutumbi uyu wasvika nhasi hapana zvekare kuziviswa kuti ucharadzikwa kupi. Vamwe sekuru vange vari pachiitiko ichi vanotipa pfungwa dzavo. Nyaya ina Blessing Zulu.

XS
SM
MD
LG