No media source currently available
Gurukota rezvemhando dzemoto, VaJuly Moyo, vachitaura vari kumusangano wePowering Africa Summit wakaitirwa muWashington DC kwemazuva maviri. Musangano uyu wakaunganidza makurukota nevakuru vemakambani nevemabhanga vanobva kunyika dzemuAfrica nemuAmerica. (Vhidhiyo naEvans Zininga).
Ona Mafungiro
Forum