Mukuru weZambezi River Authority VaMunyaradzi Munodawafa kuMusangano wePowering Africa Summit muDC
Mukuru weZambezi River Authority, Engineer Munyaradzi Munodawafa, vachitaura vari kumusangano wemhando dzemoto wakanga wakanangana nekusimudzira Africa munyaya dzemhando dzemoto, wePowering Africa Summit, wakaitirwa muWashington DC nemusi weChina neChishanu svondo rapera. (Vhidhiyo naEvans Zininga)
Forum