Mutori weNhau Evans Zininga Ari kuMusangano weZvemagetsi wePowering Africa Summit Watanga muDC
Musangano wakanangana nekusimudzira zvirongwa zvemhando dzemoto muAfrica, wePowering Africa Summit, watanga muWashington DC uchiunganidza makurukota nevatungamiri vemapazi ezvemhando dzemoto nemari vanobva kuAfrica neAmerica. Mutori wenhau Evans Zininga ari kumusangano uyu achitipa zviri kuitika.
Forum