Vatambi veZimbabwe varikudzoka kubva kumaOlympic Games vasina chavakabata nemhaka yezvikonzero zvagara zviripo kwenguva refu. Sezvakangoitika muna 2016 vatambi veZimbabwe vadzoka kubva kuma 2020 Olympic Games vasina chavakabata dzimwe nyika dzichipemberera kuwana menduru.
Makwikwi emaolympics 2020 kuTokyo Japan arikuenderera mberi Zimbabwe parizvino yabuda mumakwikwi aya isina mambenduru.
Zviri kuitika kumitambo ye2020 Tokyo Olympics #voaolympics.
Mutambi wegorofu wemuZimbabwe Scott Vincent atanga makundano ake egorofu ari pasi pasi kuma 2020 Olympic Games.
Zviri kuita kumitambo ye2020 Tokyo Olympics#voaolympics
Mitambo yema kwikwi eTokyo Olymplics 2020 ari kuitirwa kuJapana uko Zimbabwe iri kukwidzawo iri kuenderera mberi nyika dzemuAfrica dzichitatarika kuwana menduru.
Vatambi vemuZimbabwe Donata Katai na Peter Purcell Gilpin vabuda mukurwira menduru mumakundano e2020 Olympic Games ayo arikuitwa kuTokyo, Japan