Tinokukayi kuti muteerere chirongwa chedu chemusi weChipiri paStudio7 na6 am mangwanani. Pachirongwa ichi tichange tichikurukura na Amai Junior Mavhu vesangano reCancer Association of Zimbabwe nezve chirwere chegomarara. Tibateyi pamasaisai anoti 909 am, 4930, 7270, ne 9885 Short Wave.