Accessibility links

Breaking News

Madzimai neVanhurume Vokurudzirwa Kuti Vawongororwe Gomarara Repa Zamu Pachiri neNguva


Madzimai neVanhurume Vokurudzirwa Kuti Vawongororwe Gomarara Repa Zamu Pachiri neNguva
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:02:37 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Studio7 inoenderera mberi nekuburitsa nyaya dzine chekuita nedambudziko rechirwere chegomarara repazamu iro riri kucherechedzwa pasi rose mwedzi uno waGumiguru. Mumwe mukoti anehunyanzvi hwechirwere chegomarara muzvare Respect Kufakwedeke anopa dzidziso yezve kuzviwongorora gomarara rezamu.

XS
SM
MD
LG