Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

Vanorwira Kodzero Dzemadzimai Vanoti Kushungurudzwa Kwevanhukadzi Kurukuwedzera Munyika


Vanorwira kodzero dzemadzimai vanoti kushungurudzwa kwevanhukadzi kuri kuramba kuchiwedzera kunyange hazvo pavane mutemo weDomestic Violence Act. Mutungamiri weMusasa Project Amai Natty Musanhu vanoti kuondomoka kwehupfumi munyika ndiko kumwe kwezvikonzero kuri kuwedzera kushungurudzwa kwevanhukadzi

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG