Accessibility links

Breaking News

Sangano reTajamuka Roshora Kudzingwa Kwevanotengesa muMigwagwa muHarare


Sangano reTajamuka Roshora Kudzingwa Kwevanotengesa muMigwagwa muHarare
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:06 0:00

Vanotengesa mumigwagwa vonetsana nemapurisa panguva iyo mapurisa ari kubvisa mumigwagwa nechisimba vanotengesa zvichitevera mashoko emutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, ekuti vanhu ava vabviswe mumigwagwa. Vesangano reTajamuka votaura na Thomas Chiripasi mafungiro avo pamusoro pechiitiko ichi.

XS
SM
MD
LG