Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

Mumiriri weAmerica muZimbabwe, Ambassador Harry K. Thomas Voshanyira Musasa Project


Mumiriri weAmerica muZimbabwe, Ambassador Harry K. Thomas Junior, vanoti veruzhinji vanofanirwa kurwisa kushungurudzwa kwevanhukadzi mudzimba kuitira kuti dambudziko iri ripere zvachose.VaThomas vakataura izvi mushure mekushanyira Musasa Project iyo inoshanda nevanhukadzi vanenge vachishungurudzwa.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG