Accessibility links

Breaking News

Vabvakure Vorwiswa Zvinotyisa muSouth Africa


Vabvakure Vorwiswa Zvinotyisa muSouth Africa
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:38 0:00

Zvinhu zvinonzi zvakaita manyama amire nerongo kuSouth Africa zvikuru muPretoria zvichitevera kurwisana kunotyisa pakati pezvizvarwa zveSouth Africa nezvekune dzimwe nyika dzakaita seZimbabwe, Somalia ne Nigeria. Vhidhiyo yabva kune mutereri weStudio7 Marshall Masunda ari muSouth Africa.

XS
SM
MD
LG