No media source currently available
Vana chiremba vakuru vanoti kuramwa mabasa kwavana chiremba vadiki kwava kuvhiringawo mashandiro avo. Nokudaro vaudza hurumende kuti igadzirise zviri kunetsa mukati memazuva maviri.
Govanai
Ona Mafungiro
Facebook Forum