Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

SADC Yoita Musangano Wechimbi Chimbi kuBotswana Wekuzeya Zviri Kuitika muZimbabwe


SADC yoita musangano wechimbi chimbi kuBotswana wekuzeya zviri kuitika muZimbabwe zvichitevera kutora masimba kwemauto. Gurokota rinowona nezvekunze kwenyika yeSouth Africa VaMaite Nkoana-Mashabane votaura nezvakabuda pamusangano uyu.Nyaya ina Martin Ngwenya.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG