Accessibility links

Breaking News

Mutungamiri Wenyika VaEmmerson Mnangagwa Voshanyira Nzvimbo Dzakaparadzwa neDutumupengo Tropical Cyclone Idai kuManicaland

Mutungamiri Wenyika VaEmmerson Mnangagwa Voshanyira Nzvimbo Dzakaparadzwa neDutumupengo Tropical Cyclone Idai kuManicaland
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:54 0:00

Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa nhasi vashanyira nzvimbo dzakaparadzwa nedutumupengo tropical cyclone Idai kuManicaland vachiudza veruzhinji kuti vanhu vese vakatarisana nedambudziko iri vachawana chikafu zvisina kuti varikubva mumba maani.

XS
SM
MD
LG