Accessibility links

Breaking News

VaMnangagwa Vanosangana naVaPutin Munzendo Dzavo Shanu


VaMnangagwa Vanosangana naVaPutin Munzendo Dzavo Shanu
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:35 0:00

Mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa vasangana nemutungamiri weRussia, VaVladimir Putin, neChipiri murwendo rwavo rwekutanga munzvimbo shanu dzemuEurope. Vachashanyirawo Belarus, Azerbaijan, Kazakhstan, vachizogumisira muSwitzerland.

XS
SM
MD
LG