Mutungamiri weZimbabwe Vachimhoresa Mauto Vasati Vatanga Kutaura Kuruzhinji Rwevanhu Pamusoro Pekurega basa Kwavo.
Mutungamiri weZimbabwe VaRobert Mugabe, vomhoresa mauto vasati vataurira nyika mashoko ekurega basa kwavo, izvo zvakamirirwa nevazhinji. Mukutaura kwavo kwatevera, havana kutaura nezvekusiya basa kwavo kana nezvamaererano ekuti bato ravo harichada kuvatsigira kuti varambe vari pabasa rehutungamiri.
Zvikamu
-
Chivabvu 07, 2024
Vamwe Vabereki Vochemachema neMari Dziri Kudiwa neZvikoro