Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

Amai Joyce Mujuru Voshora Mhirizhonga Irikutarisirwa Kuti Ichaveko Pachatanga Sarudzo dza2018


Amai Joyce Mujuru vanotaura maonero avo pamusoro penyaya yemhirizhonga iyo inonzi irikukonzera kuti madzimai vasade kuita zvematongerwo enyika. Madzimai vanonzi vanotya kuti pachatanga sarudzo dza2018 pachawanikwa kuwedzera kwemhirizhonga. Wonayi motumirawo vamwe nekudzvanya pakanzi "share".

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG