No media source currently available
Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa nhai vaita hurukuro nemutungamiri wenyika yeBotswana VaIan Khama vachivazivisa kuti vakataura parunhare nezverwendo urwu nevaive mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe. Nyaya ina Martin Ngwenya.
Govanai
Ona Mafungiro
Facebook Forum