Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

Mutungamiriri weMD-T, VaMorgan Tsvangirai Voshoropodza Mhirizhonga Yakaitika kuMahofisi eBato Ravo kuBulawayo neSvondo


VaMorgan Tsvangirai vanoti zvinosuwisa kuti mafaro avo ekubatana nemamwe masangano anopikisa pasi peMDC Alliance akagurusirwa panzira nekuda kwemhirizhonga yakaitika iyi. VaTsvangirai vanoti havadi zvemhirizhonga mubato ravo uye, ivo sebato varikuitawo tsvagiridzo dzavo.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG