Accessibility links

Breaking News

Vhidhiyo Yekuona

Vatstigiri veMDC Alliance Vachiratidzira muHarare


Vatstigiri veMDC Alliance Vachiratidzira muHarare
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:00:43 0:00

Kuratidzira kweMDC Alliance kunopindwa nezviuru nezviuru zvevanhu, mutungamiri weMDC Alliance, VaNelson Chamisa, vachiti vachange vachishambadza musi wesarudzo zvinenge zvabuda panzvimbo yekuvhotera yega yega kuitira kuti sarudzo iyi isabiridzirwe.

XS
SM
MD
LG