Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

Dare reConstitutional Court Roramba Kunzwa Chikumbiro cheZimbabwe People First, Chekuti Hurumende Isawunze ma Bond Notes

  • Thomas Chiripasi

Dare repamusoro-soro re Constitutional Court nhasi raramba kunzwa chikumbiro chemutungamiri webato reZimbabwe People First, Amai Joice Mujuru chekuti hurumende isawunze ma bond notes vachiti zvinotyora kodzero dzavo. Mutori wedu wenhau Thomas Chiripasi anotipa nyaya iyi.

XS
SM
MD
LG