Accessibility links

Breaking News

Vhidhiyo Yekuona

Doctor Alex Magaisa:Kushanya kuZimbabwe Kwakaitwa neZimbabwe Working Group Kwakakosha Zvikuru


Doctor Alex Magaisa:Kushanya kuZimbabwe Kwakaitwa neZimbabwe Working Group Kwakakosha Zvikuru
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:02 0:00

Nyanzvi yezvemutemo Doctor Alex Magaisa vanoti kushanya kwechikwata cheZimbabwe Working Group kunopa mukana wekuti pasi rose rizive mamiriro akaita zvinhu muZimbabwe. Vataura mashoko aya mushure memusangano waitirwa muWashington D.C.

XS
SM
MD
LG