Accessibility links

Breaking News

Vhidhiyo Yekuona

Sangano reAfriforum Rosvitsva Magwaro Aro Kudare Remu Pretoria Kuti Amai Grace Mugabe Vamiswe Pamberi peDare muSouth Africa


Sangano reAfriforum Rosvitsva Magwaro Aro Kudare Remu Pretoria Kuti Amai Grace Mugabe Vamiswe Pamberi peDare muSouth Africa
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:19 0:00

Mutauriri we Afriforum, VaWillie Spies, vaudza vatori venhau kuti kusvitsa kwavaita magwaro avo kudare repamusoro remu Pretoria, inzira yemitemo yematare emu South Africa yavari kutevedzera kana uchida kumisa mudare munhu akapara mhosva, asi achichengetedzwa nemutemo we Diplomatic Immunity.

XS
SM
MD
LG