Accessibility links

Breaking News

Mumiriri weAU muAmerica Anoti Zuva reAfrica Day Rakakosha Zvikuru


Mumiriri weAU muAmerica Anoti Zuva reAfrica Day Rakakosha Zvikuru
please wait

No media source currently available

0:00 0:08:06 0:00

Mumiriri weAfrican Union muAmerica, Doctor Arikana Chihombori Quoa, vari kukurudzira vanhu vemuZimbabwe neAfrica yose kuti vabatsire mukusimudzira nyika dzavo nedunhu rose reAfrica. Vaudza Praxedes Jeremia weStudio7 kuti AU yakazvipira kusimudzira vanhukadzi pamwe nevechidiki.

XS
SM
MD
LG