Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

VaObert Gutu VeMDC-T Votaura Nezve Chirongwa Chekunyoresa Kuvhota

  • Thomas Chiripasi

Mhirizhonga yoitika muHarare zvichitevera kushaikwa kwemafomu anodiwa kuti munhu anyorese kuvhota pachishandiswa mishina yechizvino zvino yeBiometric Voter Registration kits. Vanoona neZvekufambiswa Kwemashoko Mubato reMDC-T VaObert Gutu Votaura nezve chiringwa ichi. Nyaya Ina Thomas Chiripasi.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG