Accessibility links

Breaking News

VaChamisa Vachishora Kukokwa kwaVaMuseveni Kuti Vavhure 2019 ZITF


VaChamisa Vachishora Kukokwa kwaVaMuseveni Kuti Vavhure 2019 ZITF
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:19 0:00

Mutungamiri weMDC, VaNelson Chamisa, vashoropodza zvikuru mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, nekukoka kwavakaita mutungamiri weUganda, Va Yoweri Museveni, kuti vazovhura chirongwa cheZimbabwe International Trade Fair chegore rino. (Vhidiyo: Mavis Gama.)

XS
SM
MD
LG