Accessibility links

Breaking News

Vamwe Vatsigiri veZanu PF Vechidiki Votamba Pamusangano weInterface kuGweru


Vamwe Vatsigiri veZanu PF Vechidiki Votamba Pamusangano weInterface kuGweru
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:00:45 0:00

Vamwe vatsigiri veZanu PF vechidiki vachitamba pamusangano weInterface apo nyaya yehuroyi nemuchetura irikunetsa mubato reZanu-PF zvokonzera kunetsana kwakanyanya. Mutungamiri webato iri VaRobert Mugabe vachitaura pamusangano uyu varamba kuti VaMnangagwa vakapihwa muchetura.Nyaya ina Taurai Shava.

XS
SM
MD
LG