Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

Vamwe Vatsigiri vaVaMugabe Vanoti Zera Ravo Harivatadzise kuti Varambe Vachivada

  • Arthur Chigoriwa

Amai Sibusisiwe Ndlovu vanoti vanoda VaMugabe vakachembera kudaro. VaMugabe varikutarisirwa kuita musangano mukuru muChinhoyi mangwana apo vachasangana nevechidiki. Tipeiwo pfungwa dzenyu. Vhidhiyo -Arthur Chigoriwa.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG