Accessibility links

Breaking News

Nhengo Dzevechidiki dzeZanu PF Dzokokera Vanhu Kuti Vaende kuMusangano weMangwana


Nhengo Dzevechidiki dzeZanu PF Dzokokera Vanhu Kuti Vaende kuMusangano weMangwana
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:17 0:00

Vechidiki veZanu PF mudunhu reMashonaland West vanonzi vari kumanikidza vemabhizinisi kuvhara mangwana vachiti munhu wese anofanirwa kunonzwa mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe vachitaura panhandare yemitambo paChinhoyi University of Technology. Vhidhiyo Arthur Chigoriwa.

XS
SM
MD
LG