Accessibility links

Breaking News

Vhidhiyo Yekuona

Muzvare Namatai Kwekweza Votaura Pfungwa Dzavo Vakamirira Vechidiki


Muzvare Namatai Kwekweza Votaura Pfungwa Dzavo Vakamirira Vechidiki
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:36 0:00

Muzvare Namatai Kwekweza vange vakamirira vechidiki pamusangano uyu vanoti shuviro yavo ndeyekuti panotaurwa zverunyararo pataurwe chokwadi chezvakaitika. Vati zvakakosha kutaura kutyorwa kwakaitwa kodzero dzevanhu vakatyora kodzero idzi vobvuma pamwe nekukumbira ruregerero.

XS
SM
MD
LG