Reverend Kenneth Mtata Vachitaura paMusangano Warongwa neMakereke
Munyori weZimbabwe Council of Churches, Reverend Kenneth Mtata, vati musangano uyu ndewekuunza Zimbabwe yose pamwe chete kuitira kuti paitwe hurukuro dzekutsvaga nzira dzekupedza gakava riri munyika. Vanoti semakereke vachagara pamwe chete naVaMnangagwa naVaChamisa vokurukura zviri kunetsa munyika
Zvikamu
-
Kubvumbi 23, 2024
Sabhuku Temba Mliswa Vorwisa Huori Pakugoverwa kweChikafu
-
Kubvumbi 19, 2024
Vhidhiyo Yekuona -Rachel Kwainona
Facebook Forum