Accessibility links

Breaking News

Vhidhiyo Yekuona

VaKudzai Kwangwari veZimbabwe Association of Community Radio Stations, Vachitaura paWorld Radio Day


VaKudzai Kwangwari veZimbabwe Association of Community Radio Stations, Vachitaura paWorld Radio Day
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:36 0:00

Vanoona nezvekufambiswa kwezvirongwa muZimbabwe Association of Community Radio Stations, VaKudzai Kwangwari, vati havasisina chivimbo nehurumende sezvo nguva nenguva, makurukota akasiyana ehurumende achivimbisa kuzadzikisa mutemo weBroadcasting Services Act, asi pasina chinozobuda.

XS
SM
MD
LG