Accessibility links

Breaking News

Varimi Vefodya Vanoti Mitengo yeChirimwa Ichi Yakaderera Zvakanyanya


Varimi Vefodya Vanoti Mitengo yeChirimwa Ichi Yakaderera Zvakanyanya
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:43 0:00

Varimi vefodya muChinhoyi vanoti havasi kufara nemutengo wefodya wavati wakadzika zvikuru pamwe nekunonoka kuwana mari yavo kumabhangi. Vachitaura mushure mekumbomisa kutengeswa kwefodya nhasi vachipengera vanotenga fodya vekambani ye Sub Sahara Tobacco.

XS
SM
MD
LG