Accessibility links

Breaking News

Vhidhiyo Yekuona

Varimi Voshora Mitengo yeFodya Yavanoti Yakaderera Zvikuru


Varimi Voshora Mitengo yeFodya Yavanoti Yakaderera Zvikuru
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:00:39 0:00

Varimi vefodya muChinhoyi vanoti havasi kufara nemutengo wefodya wavati wakadzika zvikuru pamwe nekunonoka kuwana mari yavo kumabhangi.Nhasi vapengera vanotenga fodya vekambani ye Sub Sahara Tobacco varimi ava vanoti masenzi makumi maviri ari kutengwa fodya yavo ishoma zvikuru.

XS
SM
MD
LG