Mwaka Wekutengesa Fodya Woparurwa Varimi Vachishora Mitengo Yavanoti Yakaderera
Mwaka wekutengesa fodya waparurwa nhasi nemutevedzeri wemutungamiriri wenyika VaKembo Mohadi kuTobacco Sales Floor apo mutengo wepamusoro wange uri madhora mana nemasezi makumi mashanu pakirogiramu. Mitengo iyi haina kufadza varimi vakawanda VaCosta Kapudza vekuMvurwi, votaura pfungwa dzavo.
Zvikamu
-
Chivabvu 07, 2024
Vamwe Vabereki Vochemachema neMari Dziri Kudiwa neZvikoro
Facebook Forum