Accessibility links

Breaking News

Paita Bata Murefu Bata Mupfupi paMusangano weKuzeya Bhiri rePOV kuMasvingo


Paita Bata Murefu Bata Mupfupi paMusangano weKuzeya Bhiri rePOV kuMasvingo
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:47 0:00

Paita kukandirana kwemakobvu nematete pakati penhengo dzebato reZANU Pf ne Tripple C dzange dzauya kuzozeya nezve bhiri rePOV muMasvingo. Bhiri iri rakanangana nekuvandudza mashandiro emasangano akazvimirira. (Vhidhiyo na Godfrey Mtimba)

‚Äč
XS
SM
MD
LG