Accessibility links

Breaking News

Musangano weKuzeya Bhiri reMashandiro eMasangano Akazvimirira rePrivate Voluntary Organisations (PVO) kuChinhoyi Wokanganiswa neMhirizhonga


Musangano weKuzeya Bhiri reMashandiro eMasangano Akazvimirira rePrivate Voluntary Organisations (PVO) kuChinhoyi Wokanganiswa neMhirizhonga
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:48 0:00

Vamwe vagari vemuChinhoyi vange vari pamusangano wekunzwa pfungwa dzevanhu pamusoro pebhiri rePrivate Voluntary Organisations (PVO ) nhasi vanetsana izvo zvakonzera mhirizhonga. (Vhidhiyo ina Nunurayi Jena)

‚Äč
XS
SM
MD
LG