Accessibility links

Breaking News

Vamwe Vanoshanda Mumigwagwa voChema Chema neKuvharirwa Misika Yavo Panguva yeKubhadhara Mari dzeChikoro

Vamwe Vanoshanda Mumigwagwa voChema Chema neKuvharirwa Misika Yavo Panguva yeKubhadhara Mari dzeChikoro
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:55 0:00

Mamwe madzimai anoshanda mumigwagwa anoti ari kushushikana zvikuru nekuvharirwa misika yavo panguva iyo vakatarisirana nekubhadhara mari dzezvikoro zvavhurwa nhasi. Mumwe wemadzimai ayaAmai Lucia Saunyama vanoti vari kutadza kuunganidzira vana vavo mari yedzidzo.

XS
SM
MD
LG