Accessibility links

Breaking News

Vanorarama neHurema Voshora Nzvimbo Yange Ichiitirwa Musangano weKunzwa Pfungwa dzeVanhu paMusoro peBhiri rePVO muChinhoyi


Vanorarama neHurema Voshora Nzvimbo Yange Ichiitirwa Musangano weKunzwa Pfungwa dzeVanhu paMusoro peBhiri rePVO muChinhoyi
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:54 0:00

Senator Annah Shiri, avo vanomirira vanorarama nehurema kuMashonald West, vanoti nzvimbo yaitirwa musangano wekuzeya bhiri rePrivate Voluntary Organisations (PVO) muChinhoyi yanga isina kugadzirirwa vakaremara. (Vhidhiyo ina Nunurayi Jena.)

‚Äč
XS
SM
MD
LG