Accessibility links

Breaking News

Vhidhiyo Yekuona

Vamwe Vorumbidza Musangano Wakokerwa naVaMnangagwa


Vamwe Vorumbidza Musangano Wakokerwa naVaMnangagwa
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:21 0:00

Imwe nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika, VaOwen Dhliwayo, vaudzawo Studio 7 kuti musangano wakokerwa nemutungamiriri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, wakanaka zvikuru sezvo wapa mukana vatungamiriri vemapato akasiyana-siyana wekuti vataure nhunha dzavo.

XS
SM
MD
LG