Accessibility links

Breaking News

Vaimbova Vashandi Vekanzuru yeHarare Avo Vave Pamudyandigere Voratidzira paTown House


Vaimbova Vashandi Vekanzuru yeHarare Avo Vave Pamudyandigere Voratidzira paTown House
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:36 0:00

VaJosphat Malianga vanoti vakashandira kanzuru kwemakore makumi matatu vanoti vafamba kubva kumusha weHopley netsoka uye vanoti mhuri yavo iri kudya nhoko dzezvironda. Nyaya ina Rutendo Mawere.

XS
SM
MD
LG