Accessibility links

Breaking News

Vaimbova Vashandi Vekanzuru yeHarare Avo Vave Pamudyandigere Voratidzira paTown House


Vaimbova Vashandi Vekanzuru yeHarare Avo Vave Pamudyandigere Voratidzira paTown House
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:01:04 0:00

VaPhineas Chipane Muradzikwa vakamiswa basa muna2014 vaudza Studio 7 kuti vanotoshaya mari yekutenga mapiritsi eB.P epamwedzi. VaMuradzikwa vanotiwo vazukuru vavo vatanhatu vavanochengeta nevana vaviri havachatoendi kuchikoro sezvo vasina pekubata. Nyaya ina Rutendo Mawere.

XS
SM
MD
LG