No media source currently available
Vamwe vanhu vachakwikwidza sarudzo dzegore rino vasina mapato avakamirira vakaparura mubatanidzwa wavo, wePeople’s Own Choice kana kuti POVO. Mumwe waavo vange vari pamusangano uyu otaura nezve kupambwa kwaVaItai Dzamara.
Govanai
Ona Mafungiro
Facebook Forum