No media source currently available
Chimwe chikwata chevaimbi vechikadzi chinozivikanwa nezita rekuti Nobuntu chemuBulawayo chakatanga chirongwa chekubatsira vanhukadzi vechidiki vanoita zvemitambo kuti vakwanise kuwana zvekushandisa panguva yavanotevera. Nyaya ina Taurai Shava.
Govanai
Ona Mafungiro
Facebook Forum