Mutungamiri weNyika VaEmmerson Mnangagwa Vokurudzirwa Kuti Varambe Vachiremekedza Bumbiro Remitemo
Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa nhasi vakurudzirwa kuti varambe vachiremekedza bumbiro remitemo. Amai Virginia Muwanigwa vanove murwi wekodzero dzevanhu vanoti zvakakosha kuti vatungamiri venyika vagare vachiremekedza bumbiro remitemo yenyika kuitira kuti kodzero dzevanhu dziremekedzwe.
Facebook Forum