Accessibility links

Breaking News

VaMugabe Vanoti Hapana Nzira Pfupi Inopa Munhu Mukana Wekuti Aite Mutungamiri weZanu PF

VaMugabe Vanoti Hapana Nzira Pfupi Inopa Munhu Mukana Wekuti Aite Mutungamiri weZanu PF
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:29 0:00

VaMugabe vakataura izvi pamusangano webato ravo muHarare apo vechidiki nemadzimai vanobva kumatunhu akasiyana siyana vatsigira kuti mudzimai wavo agadzwe semumwe wevatungamiri venyika zvichitevera kudzingwa kwaVa Mnangangwa.

XS
SM
MD
LG